Joshua 15:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo waipfuurira kuAzimoni uchindobatana neRwizi rweIjipiti wogumira kugungwa. Uyu ndiwo muganhu wavo wezasi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ndokupfuʋura kuȿikira paAzmoni, ndokuɓuɗa naparukoʋa rweEgipita; muganho uyu ndokuguma paguŋgwa; ndiwo unofanira kuʋa muganho wezasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 ndokupfuura kusvikira paAzimoni, ndokubuda naparukova rweIjipiti; muganhu uyu ndokuguma pagungwa; ndiwo unofanira kuva muganhu wezasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 wozondosvika kuAzimoni, wotevedza Kakova keIjipiti kusvikira kwakanodira kugungwa reMedhiterenieni uko. Ndomuganhu wenyu wokumaodzanyemba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 wozondosvika kuAzimoni, wotevedza Kakova keIjipiti kusvikira kwakanodira kugungwa reMedhiterenieni uko. Ndomuganhu wenyu wokumaodzanyemba. Viz kapitola |