Joshua 14:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Nhaka yavo yakagoverwa nemijenya kumarudzi mapfumbamwe nehafu yamarudzi, sezvakanga zvaraiyirwa naJehovha kuna Mozisi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋakagoʋerwa nhaka yaʋo nemijenya, seɀaʋakarairwa naJehova nomuromo waMosesi, nhaka yamarudzi mapfumbamŋe nehafu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Vakagoverwa nhaka yavo nemijenya, sezvavakarairwa naJehovha nomuromo waMosesi, nhaka yamarudzi mapfumbamwe nehafu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Madzinza mapfumbamwe nechimwe chikamu chedzinza chiya akagoverwa nhaka nechin'ange sokuudzwa kwakaitwa Mosesi naTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Madzinza mapfumbamwe nechimwe chikamu chedzinza chiya akagoverwa nhaka nechin'ange sokuudzwa kwakaitwa Mosesi naTenzi. Viz kapitola |