Joshua 11:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Joshua akaita kwavari zvakanga zvarayirwa naJehovha: Akatema marunda amabhiza akapisa ngoro dzavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Joshua akaʋaitira seɀaakaŋga arairwa naJehova; akagura marunda amakumbo amabiza aʋo, nokupisa ŋgoro dzaʋo nomŋoto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Joshua akavaitira sezvakanga arairwa naJehovha; akagura marunda amakumbo amabhiza avo, nokupisa ngoro dzavo nomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Joshuwa akaita kwavari zvaakanga audzwa naTenzi. Akatema mabhiza avo matatira, akaroromesa nomoto ngoro dzavo dzehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Joshuwa akaita kwavari zvaakanga audzwa naTenzi. Akatema mabhiza avo matatira, akaroromesa nomoto ngoro dzavo dzehondo. Viz kapitola |