Online Bible

- Reklamy -

Jona 4:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Asi Mwari akati kuna Jona, “Zvakanaka here kuti utsamwe nokuda kwomuzambiringa uyu?” Iye akati, “Hongu, ndakatsamwa zvokuti ndife.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Mŋari akati kunaJona: Ɀakanaka here ɀawatsamŋira mucindwe? Akati: Ɀakanaka kuti nditsamŋe, kuȿikira parufu pamene.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Mwari akati kuna Jona, “Zvakanaka here zvawatsamwira muchindwi?” Akati, “Zvakanaka kuti nditsamwe, kusvikira parufu pamene.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Asi Mwari akati kuna Jona, “Zvauri kuita izvozvi zvokushatirirwa mupfuta zvakanaka here?” Iye akapindura achiti, “Zvokushatirwa zvandiri kuita zvakanaka, ndiri kutoshatirwa zvokufa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Asi Mwari akati kuna Jona, “Zvauri kuita izvozvi zvokushatirirwa mupfuta zvakanaka here?” Iye akapindura achiti, “Zvokushatirwa zvandiri kuita zvakanaka, ndiri kutoshatirwa zvokufa.”

Viz kapitola kopírovat

Jona 4:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy