Online Bible

- Reklamy -




Jona 4:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Asi chifumi chezuva rakatevera Mwari akatuma gonye rikadya muzambiringa uyu zvokuti wakasvava.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Asi nezuʋa rakateʋera Mŋari wakaraira gonye maŋgwanani, rikamunya mucindwe, ukaȿaʋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Asi nezuva rakatevera Mwari akaraira gonye mangwanani, rikamunya muchindwi, ukasvava.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Kuzoti ramangwana acho mambakwedza, Mwari akatuma gonye rikaruma mupfuta uya ukabva wauna.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Kuzoti ramangwana acho mambakwedza, Mwari akatuma gonye rikaruma mupfuta uya ukabva wauna.

Viz kapitola kopírovat




Jona 4:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy