Jona 4:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Asi Jona haana kufadzwa nazvo uye akatsamwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Asi ɀakaʋodza mŋoyo waJona kwaɀo, akatsamŋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Asi zvakaodza mwoyo waJona kwazvo, akatsamwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Asi izvi zvakagumbura Jona zvakanyanya zvikamushatirisa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Asi izvi zvakagumbura Jona zvakanyanya zvikamushatirisa Viz kapitola |