Online Bible

- Reklamy -

Jona 3:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ipapo akazivisa chirevo muNinevhe, achiti: “Chirevo chamambo namachinda ake: “Musarega munhu kana mhuka, chipfuwo kana gwai, zvichiravira chinhu; musazvirega zvichidya kana kunwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Akaraira, akaparidza muNineve rose cireʋo camambo necaʋakuru ʋake, aciti: Ʋanhu kana ɀipfuwo, kana ŋombe kana makwai, ŋgaɀirege kutoŋgoraʋira cinhu, ŋgaɀirege kufura kana kunwa mvura;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Akaraira, akaparidza muNinivhe rose chirevo chamambo nechavakuru vake achiti, “Vanhu kana zvipfuwo, kana mombe kana makwai, ngazvirege kutongoravira chinhu, ngazvirege kufura kana kunwa mvura;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Akabva adaidzira chirevo akachizivisa vanhu muNinivhe yose chokuti, “Nechirevo ichi chatemwa namambo pamwechete novokumba huru; ngaparege kuva nomunhu kana mhuka zvayo kunyange mombe kana chimwe chipfuwo zvacho chinoisa chinhu mukanwa, ngazvirege kana kunwa mvura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Jona 3:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy