Jona 2:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Upenyu hwangu pahwakanga hwotiza, ndakakurangarirai, imi Jehovha, uye munyengetero wangu wakauya kwamuri, kutemberi yenyu tsvene. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Mŋeya waŋgu wakati uciziya mukati maŋgu, ndikaraŋgarira Jehova; Munyeŋgetero waŋgu ukapinda kwamuri mutembere yenyu tȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Mweya wangu wakati uchiziya mukati mangu, ndikarangarira Jehovha; Munyengetero wangu ukapinda kwamuri muTemberi yenyu tsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mweya wangu pawakapera simba mukati mangu, ndakarangarira TENZI; munamato wangu wakasvika kwamuri muTemberi yenyu inoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mweya wangu pawakapera simba mukati mangu, ndakarangarira TENZI; munamato wangu wakasvika kwamuri muTemberi yenyu inoera. Viz kapitola |