Jona 2:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akati: “Mudambudziko rangu ndakadana kuna Jehovha, iye akandipindura. Kubva mukati meguva ndakadanidzira kuti ndibatsirwe, uye imi makanzwa kuchema kwangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akati: Ndakaɗana kunaJehova ndiri munhamo yaŋgu, Akandipindura; Ndakaɗana ndiri muɗumbu reSheori, Imi mukanzwa inzwi raŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Akati, “Ndakadana kuna Jehovha ndiri munhamo yangu, Akandipindura; Ndakadana ndiri mudumbu reSheori, Imi mukanzwa izwi rangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 achiti, “Ndakachema kuna TENZI ndiri munhamo yangu, iye akandipindura. Ndakachema ini ndiri mudumbu renzvimbo yavachakabvu, imi makanzwa izwi rangu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 achiti, “Ndakachema kuna TENZI ndiri munhamo yangu, iye akandipindura. Ndakachema ini ndiri mudumbu renzvimbo yavachakabvu, imi makanzwa izwi rangu Viz kapitola |