Jona 2:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Uye Jehovha akarayira hove, ikandorutsira Jona panyika yakaoma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Jehova akataura nehoʋe, ikandorutsira Jona panyika yakawoma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Jehovha akataura nehove, ikandorutsira Jona panyika yakaoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 TENZI akataura kuhove iya ikarutsira Jona panyika pakaoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 TENZI akataura kuhove iya ikarutsira Jona panyika pakaoma. Viz kapitola |