Jona 2:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Kubva mudumbu rehove Jona akanyengetera kuna Jehovha Mwari wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ipapo Jona akanyeŋgetera kunaJehova Mŋari wake ari muɗumbu rehoʋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Ipapo Jona akanyengetera kuna Jehovha Mwari wake ari mudumbu rehove. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jona akabva anamata kuna TENZI, Mwari wake ari mudumbu rehove macho Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jona akabva anamata kuna TENZI, Mwari wake ari mudumbu rehove macho Viz kapitola |