Jona 1:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Akapindura akati, “Ndiri muHebheru, uye ndinonamata Jehovha, Mwari wokudenga, akaita gungwa nenyika.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Iye akati kwaʋari: Ndiri muHeberu, ndinotya Mŋari wokuɗeŋga, wakaita guŋgwa nenyika yakawoma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Iye akati kwavari, “Ndiri muHebheru, ndinotya Mwari wokudenga, akaita gungwa nenyika yakaoma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Iye akavapindura kuti, “Ndiri muHebheru, uye ndinotya TENZI, Mwari Wedenga, akasika gungwa nenyika yakaoma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Iye akavapindura kuti, “Ndiri muHebheru, uye ndinotya TENZI, Mwari Wedenga, akasika gungwa nenyika yakaoma.” Viz kapitola |