Johane 9:39 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Jesu akati, “Kutonga ndiko kwandakavinga munyika ino, kuitira kuti mapofu aone uye avo vanoona vave mapofu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Jesu akati: Kutoŋga ndiko kwandaʋuyira panyika ino, kuti ʋasiŋgaʋoni, ʋaʋone; naʋanoʋona ʋaʋe mapofu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Jesu akati, “Kutonga ndiko kwandauyira panyika ino, kuti vasingaoni, vaone; navanoona vave mapofu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Jesu ndokubva ati: “Ndakauya kuti vanhu vazvitongese kuti vasingaoni vaone uye kuti vanoona varege kuona.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Jesu ndokubva ati: “Ndakauya kuti vanhu vazvitongese kuti vasingaoni vaone uye kuti vanoona varege kuona.” Viz kapitola |