Online Bible

- Reklamy -




Johane 9:35 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Jesu akanzwa kuti vakanga vamudzingira kunze, uye akati amuwana, akati kwaari, “Unotenda here kuMwanakomana woMunhu?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Jesu akanzwa kuti ʋamudziŋgira kunze; akati amuwana, akati kwaari: Iwe unotenda kuMŋanakomana waMŋari here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Jesu akanzwa kuti vamudzingira kunze; akati amuwana, akati kwaari, “Iwe unotenda kuMwanakomana waMwari here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Jesu akazvinzwa kuti vamutandanisa. Paakamuona akamuti, “Unotenda here muna Mwanakomana womunhu?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Jesu akazvinzwa kuti vamutandanisa. Paakamuona akamuti, “Unotenda here muna Mwanakomana womunhu?”

Viz kapitola kopírovat




Johane 9:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy