Johane 9:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Hakuna munhu akatombonzwa nezvokusvinudzwa kwameso omunhu akaberekwa ari bofu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Kubvira pakutaŋga hakunakumbonzwika, kuti mumŋe wakaȿinudza meso omunhu, wakaɓerekwa riri ɓofu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Kubvira pakutanga hakuna kumbonzwika, kuti mumwe akasvinudza meso omunhu, akaberekwa riri bofu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kubvira pakutanga kwapasi, hakuna kumbonzwika kuti pane akambozarura maziso omunhu akazvarwa ari bofu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Kubvira pakutanga kwapasi, hakuna kumbonzwika kuti pane akambozarura maziso omunhu akazvarwa ari bofu. Viz kapitola |