Online Bible

- Reklamy -




Johane 9:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Murume uya akapindura akati, “Zvino, izvi zvinoshamisa chose! Hamuzivi kwaanobva, asi iye akasvinudza meso angu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Iye munhu akapindura, akati kwaʋari: Nyambera cinhu ici cinoshamisa, kuti imi hamuziʋi kwaanobva, kunyaŋge akaȿinudza meso aŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Iye munhu akapindura, akati kwavari, “Nyambera chinhu ichi chinoshamisa, kuti imi hamuzivi kwaanobva, kunyange akasvinudza meso angu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Munhu uya akavapindura achiti, “Apokaapo, izvi zvinoshamisa izvi, heya hamuzivi kwaanobva asi iye andisvinudza maziso angu?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Munhu uya akavapindura achiti, “Apokaapo, izvi zvinoshamisa izvi, heya hamuzivi kwaanobva asi iye andisvinudza maziso angu?

Viz kapitola kopírovat




Johane 9:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy