Online Bible

- Reklamy -




Johane 9:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Akapindura akati, “Kana ari mutadzi kana asiri, ini handizvizivi. Ndinoziva chinhu chimwe chete. Ndakanga ndiri bofu asi zvino ndoona!”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ipapo iye akapindura, akati: Kana ari mutadzi ini handiziʋi; ndinoziʋa cinhu cimŋe, kuti ndaiʋa ɓofu, ɀino ndoʋona.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Ipapo iye akapindura, akati, “Kana ari mutadzi ini handizivi; ndinoziva chinhu chimwe, kuti ndaiva bofu, zvino ndoona.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Iye akapindura achiti, “Zvokuti mutadzi ini handizvizivi asi chandinoziva chimwechete chokuti ini ndanga ndiri bofu, zvino ndavakuona.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Iye akapindura achiti, “Zvokuti mutadzi ini handizvizivi asi chandinoziva chimwechete chokuti ini ndanga ndiri bofu, zvino ndavakuona.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 9:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy