Johane 9:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Akati achifamba, akaona murume akanga aberekwa ari bofu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Wakati acipfuʋura, akaʋona munhu wakaŋga ari ɓofu kubva pakuɓerekwa kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Akati achipfuura, akaona munhu akanga ari bofu kubva pakuberekwa kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu paakanga achipfuura zvake akaona munhu akaberekwa ari bofu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jesu paakanga achipfuura zvake akaona munhu akaberekwa ari bofu. Viz kapitola |