Johane 8:58 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi58 Jesu akapindura akati, “Ndinokuudzai chokwadi, Abhurahama asati azvarwa ini ndiripo!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)58 Jesu akati kwaʋari: Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Abrahama asati aʋa’po, ini ndaiʋa’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200258 Jesu akati kwavari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, ‘Abhurahamu asati avapo, ini ndaivapo.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Jesu akavati, “Zvechokwadi chaizvo Abhurahamu asati ambovapo INI NDIRI.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona58 Jesu akavati, “Zvechokwadi chaizvo Abhurahamu asati ambovapo INI NDIRI.” Viz kapitola |