Johane 8:56 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi56 Baba venyu Abhurahama vakafara pavakafunga kuti vachaona zuva rangu; vakariona uye vakafara.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Abrahama, ɓaɓa ʋenyu, ʋakafara, ʋaciti ʋacaʋona zuʋa raŋgu; ʋakariʋona, ʋakafara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200256 “Abhurahamu, baba venyu, vakafara, vachiti, vachaona zuva rangu; vakariona, vakafara.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Tateguru venyu Abhurahamu vakafarira kuti dai aizongoonawo nguva yangu akaiona akafara.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona56 Tateguru venyu Abhurahamu vakafarira kuti dai aizongoonawo nguva yangu akaiona akafara.” Viz kapitola |