Johane 8:52 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Ipapo vaJudha vakati kwaari, “Tinoziva zvino kuti une dhimoni iwe! Abhurahama akafa navaprofita vakafawo, asi iwe unoti kana munhu akachengeta shoko rako, haangatongoraviri rufu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 ƲaJuda ʋakati kwaari: Tinoziʋa ɀino kuti unomŋeya wakaipa; Abrahama wakafa, naʋaprofita ʋo; ɀino iwe unoti: Kana munhu akaceŋgeta shoko raŋgu, haaŋgatoŋgoʋoni rufu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200252 VaJudha vakati kwaari, “Tinoziva zvino kuti unemweya wakaipa; Abhurahamu akafa, navaporofitawo; zvino iwe unoti, kana munhu akachengeta shoko rangu, haangatongooni rufu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 VaJudha vakati kwaari, “Zvino tava kuziva kuti une mweya wakaipa Abhurahamu; akafa vaporofitawo vakafa; asi iwe unoti munhu akachengeta shoko rangu haambofa akaona rufu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona52 VaJudha vakati kwaari, “Zvino tava kuziva kuti une mweya wakaipa Abhurahamu; akafa vaporofitawo vakafa; asi iwe unoti munhu akachengeta shoko rangu haambofa akaona rufu. Viz kapitola |