Johane 8:41 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Muri kuita zvinhu zvinoitwa nababa venyu.” Vakapindura vakati, “Isu hatisi vana vakaberekwa muupombwe. Baba vatinavo isu ndiye Mwari bedzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Imi munoita maɓasa aɓaɓa ʋenyu. Ʋakati kwaari: Hatina‐kuɓerekwa noʋupombge; tinaƂaɓa ʋamŋe, iye Mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Imi munoita mabasa ababa venyu.” Vakati kwaari, “Hatina kuberekwa noupombwe; tina baba vamwechete, iye Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Imi munoita zvinoitwa nababa venyu.” Ivo vakati kwaari, “Isu hatisi vana vomusango. Tina Baba mumwechete, iye Mwari pachake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Imi munoita zvinoitwa nababa venyu.” Ivo vakati kwaari, “Isu hatisi vana vomusango. Tina Baba mumwechete, iye Mwari pachake.” Viz kapitola |