Online Bible

- Reklamy -




Johane 8:38 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Ndiri kukuudzai zvandakaona pamberi paBaba vangu, uye imi munoita zvamakanzwa kuna baba venyu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Ini ndinoreʋa iɀo ɀandakaʋona kunaƂaɓa ʋaŋgu; imi munoita ʋo ɀamanzwa kunaɓaɓa ʋenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 “Ini ndinotaura zvandakaona kuna baba vangu; imi munoitawo zvamanzwa kuna baba venyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Ini ndinotaura zvandakaona kuna Baba vangu. Imiwo munoita zvamakanzwa kunababa venyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Ini ndinotaura zvandakaona kuna Baba vangu. Imiwo munoita zvamakanzwa kunababa venyu.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 8:38

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy