Johane 8:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Uyo akandituma aneni; haana kundisiya ndiri ndoga, nokuti ndinogara ndichiita zvinomufadza.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Wakandituma uneni. Haana‐kundisiya ndiri ndoga; nokuti ini ndinoita ŋguʋa dzose ɀinomufadza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 “Akandituma aneni. Haana kundisiya ndiri ndoga; nokuti ini ndinoita nguva dzose zvinomufadza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Iye akandituma aneni. Haana kundisiya ndiri ndoga nokuti ndinogaroita zvinomufadza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Iye akandituma aneni. Haana kundisiya ndiri ndoga nokuti ndinogaroita zvinomufadza.” Viz kapitola |