Johane 7:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nyika haigoni kukuvengai, asi ini inondivenga nokuti ndinopupura kuti zvainoita zvakaipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nyika haiŋgakuʋeŋgiyi imi; asi inondiʋeŋga ini, nokuti ndinoipupurira, kuti maɓasa ayo akaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 “Nyika haingakuvengi imi; asi inondivenga ini, nokuti ndinoipupurira, kuti mabasa ayo akaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Imi nyika haikuvengei asi ini inondivenga nokuti ndinoidurira kuti zvainoita zvakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Imi nyika haikuvengei asi ini inondivenga nokuti ndinoidurira kuti zvainoita zvakaipa. Viz kapitola |