Johane 7:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Hakuna munhu anoda kuva nomukurumbira anoita zvinhu zvake muchivande. Sezvo muchiita zvinhu izvi, chizviratidzai imi kunyika.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti hakunomunhu unoita cinhu cinyararire, kana iye amene aciɗa kuzikanwa; kana iwe uciita iɀi, uɀiratidze kunyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti hakuna munhu anoita chinhu chinyararire, kana iye amene achida kuzikanwa; kana iwe uchiita izvi, uzviratidze kunyika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti hapana munhu anoita zvomuchivande kana achida kunyatsozivikanwa. Kana muchitoita mabasa akadai zviratidzei kunyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nokuti hapana munhu anoita zvomuchivande kana achida kunyatsozivikanwa. Kana muchitoita mabasa akadai zviratidzei kunyika. Viz kapitola |