Johane 7:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 asi ini ndinomuziva nokuti ndinobva kwaari, uye ndiye akandituma.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ini ndinomuziʋa, nokuti ndinobva kwaari; ndiye wakandituma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Ini ndinomuziva, nokuti ndinobva kwaari; ndiye akandituma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ini ndinomuziva nokuti ndinobva kwaari, uyewo ndiye akandituma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ini ndinomuziva nokuti ndinobva kwaari, uyewo ndiye akandituma.” Viz kapitola |