Johane 7:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vanhu vazhinji vaingozeverana nezvake kwose kwose. Vamwe vaiti, “Munhu akanaka,” vamwe vachiti, “Kwete, anonyengera vanhu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kuŋuŋuna kukuru kukaʋa’po pakati paʋazhinji pamsoro pake, ʋamŋe ʋaciti: Wakanaka; ʋamŋe ʋaciti: Kwete, unotsausa ʋanhu ʋazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Kugun'un'una kukuru kukavapo pakati pavazhinji pamusoro pake, vamwe vachiti, “Akanaka;” vamwe vachiti, “Kwete, anotsausa vanhu vazhinji.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pakanga pachiitwa chizevezeve kwazvo nezvake mukati mavanhu. Vamwe vaiti, “Munhu wakanaka;” vamwewo vachiti, “Kwete, ari kurasisa vanhu kusiri iko.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Pakanga pachiitwa chizevezeve kwazvo nezvake mukati mavanhu. Vamwe vaiti, “Munhu wakanaka;” vamwewo vachiti, “Kwete, ari kurasisa vanhu kusiri iko.” Viz kapitola |