Online Bible

- Reklamy -




Johane 7:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Shure kwaizvozvo, Jesu akafamba muGarirea, asingadi kuenda kuJudhea nokuti vaJudha vaikoko vakanga vachitsvaka kumuuraya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Shure kwaiɀoɀo Jesu wakafamba muGarirea; nokuti wakaŋga asiŋgaɗi kufamba muJudea, nokuti ʋaJuda ʋakaŋga ʋaciɗa kumuʋuraya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Shure kwaizvozvo Jesu akafamba muGariria; nokuti akanga asingadi kufamba muJudhea, nokuti vaJudha vakanga vachida kumuuraya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mushure maizvozvi, Jesu aingotenderera ari muGarirea asingadi kuenda kuJudhea nokuti vaJudha vaida kumuuraya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mushure maizvozvi, Jesu aingotenderera ari muGarirea asingadi kuenda kuJudhea nokuti vaJudha vaida kumuuraya.

Viz kapitola kopírovat




Johane 7:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy