Johane 6:65 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi65 Akaenderera mberi achiti, “Ndokusaka ndakuudzai kuti hakuna munhu angauya kwandiri kunze kwokunge azvipiwa naBaba.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)65 Akati: Nemhaka iyi ndakati kwamuri, kuti hakunomunhu uŋgaʋuya kwandiri, kana asina‐kuɀipiwa naƂaɓa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200265 Akati, “Nemhaka iyi ndakati kwamuri, kuti hakuna munhu angauya kwandiri, kana asina kuzvipiwa nababa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika65 Akatizve ndokusaka ndakutaurirai kuti, “Hapana angauye kwandiri kana asina kuzvipiwa naBaba.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona65 Akatizve ndokusaka ndakutaurirai kuti, “Hapana angauye kwandiri kana asina kuzvipiwa naBaba.” Viz kapitola |