Johane 6:63 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi63 Mweya ndiye anopa upenyu, nyama haina chainobatsira. Mashoko andataura kwamuri ndiwo mweya, uye ane upenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)63 Mŋeya ndiye unoraramisa, nyama hainamaturo; mashoko andakataura kwamuri, ndiwo mŋeya noʋupenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200263 Mweya ndiye anoraramisa, nyama haina maturo; mashoko andakataura kwamuri, ndiwo mweya noupenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika63 “Mweya ndiwo anopa upenyu; nyama haina maturo. Mazwi andataura kwamuri, mweya noupenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona63 “Mweya ndiwo anopa upenyu; nyama haina maturo. Mazwi andataura kwamuri, mweya noupenyu. Viz kapitola |