Johane 6:60 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi60 Pavakanzwa izvi, vadzidzi vake vazhinji vakati, “Kudzidzisa uku kwakaoma. Ndianiko angakugamuchira?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)60 Ɀino ʋazhinji ʋaʋadzidzi ʋake ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakati: Iri shoko igukutu; ndianiko uŋgarinzwa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200260 Zvino vazhinji vavadzidzi vake vakati vachizvinzwa, vakati, “Iri shoko igukutu; ndianiko angarinzwa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika60 Vamwe vadzidzi vake vazhinji pavakazvinzwa vakati, “Zviri kutaurwa izvi zvakaoma, ndiani angateerera zvakadai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona60 Vamwe vadzidzi vake vazhinji pavakazvinzwa vakati, “Zviri kutaurwa izvi zvakaoma, ndiani angateerera zvakadai.” Viz kapitola |