Online Bible

- Reklamy -




Johane 6:44 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 Hakuna munhu angauya kwandiri kunze kwokunge Baba vakandituma vamukweva, uye ndichamumutsa pazuva rokupedzisira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 Hakunomunhu uŋgaʋuya kwandiri, kana Ƃaɓa, ʋakandituma, ʋasiŋgamukweʋi; neni ndicamumutsa nezuʋa rokupedzisira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

44 “Hakuna munhu angauya kwandiri, kana baba, vakandituma, vasingamukwevi; neni ndichamumutsa nezuva rokupedzisira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 “Hapana angauye kwandiri kana Baba vakandituma vasina kutomukweva. Iniwo ndichazomumutsa nezuva rokupedzisira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 “Hapana angauye kwandiri kana Baba vakandituma vasina kutomukweva. Iniwo ndichazomumutsa nezuva rokupedzisira.

Viz kapitola kopírovat




Johane 6:44

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy