Johane 6:41 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Ipapo, vaJudha vakatanga kugununʼuna pamusoro pake nokuti akati, “Ndini chingwa chakaburuka kubva kudenga.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀino ʋaJuda ʋakaŋuŋuna pamsoro pake, nokuti wakati: Ndini ciŋgwa cakaɓuruka kuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Zvino vaJudha vakagun'un'una pamusoro pake, nokuti akati, “Ndini chingwa chakaburuka kudenga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 VaJudha vakabva vamunyunyutira nokuti akati, “Ndini chingwa chakabva kudenga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 VaJudha vakabva vamunyunyutira nokuti akati, “Ndini chingwa chakabva kudenga.” Viz kapitola |