Johane 6:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vakati vadya vose, akati kuvadzidzi vake, “Unganidzai zvimedu zvose zvasara. Musarega zvichiraswa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino ʋakati ʋaguta, akati kuʋadzidzi ʋake: Ʋuŋganidzai ɀimeɗu ɀakasara, kuti kurege kurashika cinhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino vakati vaguta, akati kuvadzidzi vake, “Unganidzai zvimedu zvakasara, kuti zvirege kurasika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pavakanga vaguta akati vadzidzi vake vaunganidze zvimedu zvakasara kuitira kuti pashaye nechinoraswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Pavakanga vaguta akati vadzidzi vake vaunganidze zvimedu zvakasara kuitira kuti pashaye nechinoraswa. Viz kapitola |