Johane 5:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Jesu akati amuona avete imomo, uye aiziva kuti akanga aita mararamiro iwayo kwenguva refu, akamubvunza akati, “Unoda kuporeswa here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Jesu wakati aʋona munhu uyo aʋete pasi, ɀaaiziʋa kuti wakaŋga akaɗaro ŋguʋa huru, akati kwaari: Unoɗa kuporeswa here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Jesu akati aona munhu uyo avete pasi, zvaaiziva kuti akanga akadaro nguva refu, akati kwaari, “Unoda kuporeswa here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jesu paakamuona akati rabada uye achiziva kuti akanga akadai kwenguva ndefu, akamuti, “Unoda kuporeswa here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Jesu paakamuona akati rabada uye achiziva kuti akanga akadai kwenguva ndefu, akamuti, “Unoda kuporeswa here?” Viz kapitola |