Johane 5:42 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 asi ndinokuzivai. Ndinoziva kuti hamuna rudo rwaMwari mumwoyo yenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 asi ndinokuziʋai, kuti hamunoruɗo rwaMŋari mukati menyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 asi ndinokuzivai, kuti hamuna rudo rwaMwari mukati menyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Asi sokukuzivai kwandinoita, rudo rwaMwari mamuri hamuna. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Asi sokukuzivai kwandinoita, rudo rwaMwari mamuri hamuna. Viz kapitola |