Johane 5:41 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 “Handigamuchiri kurumbidzwa kunobva kuvanhu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Handigamuciri kukudzwa kunobva kuʋanhu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 “Handigamuchiri kukudzwa kunobva kuvanhu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Ini handitsvagi kuwana mbiri inobva kuvanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Ini handitsvagi kuwana mbiri inobva kuvanhu. Viz kapitola |