Johane 5:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Pano mumwe anondipupurira, uye ndinoziva kuti uchapupu hwake pamusoro pangu ndohwechokwadi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Mumŋe uri’po unondipupurira; ndinoziʋa kuti kupupura kwake kwaanondipupurira ndokwaɀokwaɗi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 “Mumwe aripo anondipupurira; ndinoziva kuti kupupura kwake kwaanondipupurira ndokwechokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kune mumwe anondipupurira uye ndinoziva kuti kundipupurira kwake ndekwechokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Kune mumwe anondipupurira uye ndinoziva kuti kundipupurira kwake ndekwechokwadi. Viz kapitola |