Johane 5:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 “Kana ndichizvipupurira, uchapupu hwangu hahuna maturo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Kana ndiciɀipupurira, kupupura kwaŋgu hakuzi kwaɀokwaɗi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Kana ndichizvipupurira, kupupura kwangu hakusi kwechokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Ndikazvipupurira, kupupura kwangu hakusi kwechokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Ndikazvipupurira, kupupura kwangu hakusi kwechokwadi. Viz kapitola |