Online Bible

- Reklamy -




Johane 5:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Murume akabva akaenda akandoudza vaJudha kuti ndiJesu akanga amuporesa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino munhu uyo akandoʋudza ʋaJuda, kuti ndiJesu wakamuporesa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino munhu uyo akandoudza vaJudha, kuti ndiJesu akamuporesa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Murume uya akabva aenda akandotaurira vaJudha vaya kuti Jesu ndiye akanga amuporesa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Murume uya akabva aenda akandotaurira vaJudha vaya kuti Jesu ndiye akanga amuporesa.

Viz kapitola kopírovat




Johane 5:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy