Johane 5:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Shure kwaizvozvo, Jesu akakwira kuJerusarema kumutambo wavaJudha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Shure kwaiɀoɀo, mutambo waʋaJuda waiʋa’po; Jesu akakwira Jerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Shure kwaizvozvo, mutambo wavaJudha waivapo; Jesu akakwira Jerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mushure maizvozvi kwakaita zuva guru ravaJudha, Jesu akakwira kuJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mushure maizvozvi kwakaita zuva guru ravaJudha, Jesu akakwira kuJerusaremu. Viz kapitola |