Johane 4:53 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 Ipapo baba vaya vakayeuka kuti ndiyo yakanga iri nguva chaiyo paakanzi naJesu, “Mwanakomana wako achararama.” Saka iye neimba yake yose vakatenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Ɀino ɓaɓa ʋakaziʋa kuti ndiyo ŋguʋa Jesu yaakati kwaari: Mŋanakomana wako mupenyu. Iye akatenda nemhuri yake yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200253 Zvino baba vakaziva kuti ndiyo nguva Jesu yaakati kwaari, “Mwanakomana wako mupenyu.” Iye akatenda nemhuri yake yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Baba ava vakabva vazviziva kuti ndiyo nguva iya Jesu yaakataura kuti Mwana wenyu achararama. Naizvozvo iye pamwechete nevemhuri yake yose, akatenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona53 Baba ava vakabva vazviziva kuti ndiyo nguva iya Jesu yaakataura kuti Mwana wenyu achararama. Naizvozvo iye pamwechete nevemhuri yake yose, akatenda. Viz kapitola |