Online Bible

- Reklamy -




Johane 4:49 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

49 Mutariri wamambo akati, “Ishe, burukai muuye mwana wangu asati afa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

49 Mutariri washe akati kwaari: Ishe, ɓurukai henyu, mŋana waŋgu asati afa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

49 Gurukota raishe rakati kwaari, “Ishe, burukai henyu, mwana wangu asati afa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 Gurukota riya rakati kwaari, “Changamire uyai mwana wangu asati afa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

49 Gurukota riya rakati kwaari, “Changamire uyai mwana wangu asati afa.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 4:49

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy