Johane 4:44 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Zvino Jesu pachake akanga ambopupura kuti muprofita haakudzwi munyika yokwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Nokuti Jesu amene wakapupura, kuti muprofita haakudzwi munyika yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Nokuti Jesu amene akapupura, kuti muporofita haakudzwi munyika yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Iye Jesu pachake akanga ambopupurawo kuti, “Muporofita haaremekedzwi munyika make.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Iye Jesu pachake akanga ambopupurawo kuti, “Muporofita haaremekedzwi munyika make.” Viz kapitola |