Johane 4:39 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 VaSamaria vazhinji vaibva muguta iro vakatenda kwaari nokuda kwouchapupu hwomukadzi hwokuti, “Akanditaurira zvose zvandakaita.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino ʋaSamaria ʋazhinji ʋeguta iro ʋakatenda kwaari neshoko romukadzi, wakapupura, aciti: Wandiʋudza ɀose ɀandakaita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Zvino vaSamaria vazhinji veguta iro vakatenda kwaari neshoko romukadzi, akapupura, achiti, “Andiudza zvose zvandakaita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 VaSamaria vazhinji vaibva muguta iroro vakatenda maari pamusana pouchapupu hwomudzimai uya akati “Wanditaurira zvose zvandakaita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 VaSamaria vazhinji vaibva muguta iroro vakatenda maari pamusana pouchapupu hwomudzimai uya akati “Wanditaurira zvose zvandakaita.” Viz kapitola |