Online Bible

- Reklamy -




Johane 4:34 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu ndiko kuita kuda kwowakandituma uye nokupedza basa rake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Jesu akati kwaʋari: Ɀokudya ɀaŋgu ndiɀo, kuti ndiite kuɗa kwowakandituma, nokupedza ɓasa rake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu ndizvo, kuti ndiite kuda kwoakandituma, nokupedza basa rake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu kuita zvinodiwa naiye akandituma uye kupedza basa rake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu kuita zvinodiwa naiye akandituma uye kupedza basa rake.

Viz kapitola kopírovat




Johane 4:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy