Johane 4:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Ipapo vadzidzi vake vakati kuno mumwe nomumwe wavo, “Asi pano munhu amuvigira zvokudya kanhi?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino ʋadzidzi ʋakataurirana, ʋaciti: Kasi mumŋe wamuʋigira ɀokudya kanhi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Zvino vadzidzi vakataurirana, vachiti, “Kasi mumwe amuvigira zvokudya kanhi?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Naizvozvo vadzidzi vakataurirana vachiti, “Pane amuunzira chokudya here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Naizvozvo vadzidzi vakataurirana vachiti, “Pane amuunzira chokudya here?” Viz kapitola |