Johane 4:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Vakabuda muguta vakapinda munzira yavo vakananga kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ʋakaɓuɗa muguta, ʋakaenda kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Vakabuda muguta, vakaenda kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Vanhu vakabuda muguta vachienda kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Vanhu vakabuda muguta vachienda kwaari. Viz kapitola |