Johane 4:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ipapo, asiya chirongo chake, mukadzi akadzokera kuguta akandoti kuvanhu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ipapo mukadzi akasiya ciroŋgo cake, akaenda muguta, akati kuʋanhu: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Ipapo mukadzi akasiya chirongo chake, akaenda muguta, akati kuvanhu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Naizvozvo mukadzi uya akasiya chirongo chake akaenda muguta akati kuvanhu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Naizvozvo mukadzi uya akasiya chirongo chake akaenda muguta akati kuvanhu, Viz kapitola |